VaRoma 15:33 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 33 Mwari anopa rugare ngaave nemi mose.+ Ameni. 1 VaKorinde 14:33 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 33 Nokuti Mwari haasi Mwari wenyonganyonga,+ asi worugare.+ Sezvazvakaita muungano dzose dzevatsvene, VaHebheru 13:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Zvino Mwari worugare,+ akamutsa mufudzi mukuru+ wemakwai+ kubva kuvakafa,+ iye Ishe wedu Jesu, neropa resungano isingaperi,+
33 Nokuti Mwari haasi Mwari wenyonganyonga,+ asi worugare.+ Sezvazvakaita muungano dzose dzevatsvene,
20 Zvino Mwari worugare,+ akamutsa mufudzi mukuru+ wemakwai+ kubva kuvakafa,+ iye Ishe wedu Jesu, neropa resungano isingaperi,+