RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 12:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 2 Tarirai! Mwari ndiye ruponeso rwangu.+ Ndichavimba naye uye handingatyi;+ nokuti Jah Jehovha ndiye simba rangu+ nedziviriro yangu,+ iye akava ruponeso rwangu.”+

  • Isaya 40:29
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 29 Anopa munhu akaneta simba;+ uye anowedzera simba kune uya asina simba guru.+

  • Johani 15:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 Ndini muzambiringa, imi muri mapazi. Anoramba ari pamwe neni, uye ini ndiri pamwe naye, iyeyu anobereka zvibereko zvizhinji;+ nokuti hamungambogoni kuita chinhu musiri pamwe neni.

  • 2 VaKorinde 4:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 7 Zvisinei, tine pfuma+ iyi mumidziyo+ yevhu,+ kuti simba+ rinopfuura renguva dzose rive raMwari,+ kwete rinobva matiri.+

  • 2 VaKorinde 12:9
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 9 asi chokwadi iye akati kwandiri: “Mutsa wangu usina kukodzera kuwanwa wakakukwanira;+ nokuti simba rangu riri kuitwa kuti rive rakakwana mukusava nesimba.”+ Naizvozvo, ndingasva zvangu ndazvirumbidza nomufaro mukuru kwazvo pamusoro pokusava nesimba kwangu,+ kuti simba raKristu rirambe riri pamusoro pangu setende.

  • 2 Timoti 4:17
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 17 asi Ishe akamira pedyo neni+ akandipa simba,+ kuti kuparidza kuitwe zvizere uye marudzi ose akunzwe achishandisa ini;+ uye ndakanunurwa pamuromo weshumba.+

Mabhuku eChiShona (1973-2022)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2022 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe