Mabasa 4:32 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 32 Zvakare, vanhu vazhinji pane vaya vakanga vatenda vakanga vaine mwoyo nomweya mumwe,+ hapana kunyange nomumwe aiti zvinhu zvaaiva nazvo ndezvake oga; asi kuti zvose zvavaiva nazvo zvaiva zvavo vose.+ VaRoma 15:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 kuti mukudze Mwari uye Baba vaShe wedu Jesu Kristu nomwoyo mumwe nomuromo mumwe.+ 1 VaKorinde 1:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Zvino ndinokurayirai,+ hama, nezita+ raShe wedu Jesu Kristu kuti imi mose mutaure muchibvumirana,+ uye kuti hapafaniri kuva nokupesana+ pakati penyu, asi kuti munyatsobatanidzwa mupfungwa imwe chete nomukufunga kumwe chete.+ VaEfeso 4:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 muchivavarira nomwoyo wose kuchengeta kubatana kwomudzimu muchisungo chorugare.+
32 Zvakare, vanhu vazhinji pane vaya vakanga vatenda vakanga vaine mwoyo nomweya mumwe,+ hapana kunyange nomumwe aiti zvinhu zvaaiva nazvo ndezvake oga; asi kuti zvose zvavaiva nazvo zvaiva zvavo vose.+
10 Zvino ndinokurayirai,+ hama, nezita+ raShe wedu Jesu Kristu kuti imi mose mutaure muchibvumirana,+ uye kuti hapafaniri kuva nokupesana+ pakati penyu, asi kuti munyatsobatanidzwa mupfungwa imwe chete nomukufunga kumwe chete.+