2 VaKorinde 12:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Ini ndichafara kwazvo kushandisa zvinhu zvose uye kushandiswa zvizere nokuda kwemweya yenyu.+ Kana ndichikudai kwazvo, ndinofanira kudiwa zvishoma here?
15 Ini ndichafara kwazvo kushandisa zvinhu zvose uye kushandiswa zvizere nokuda kwemweya yenyu.+ Kana ndichikudai kwazvo, ndinofanira kudiwa zvishoma here?