Eksodho 25:40 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 40 Ona kuti unozvigadzira maererano nomufananidzo wazvo wawakaratidzwa mugomo.+ VaHebheru 8:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 asi vari vanhu vanoita basa dzvene riri mumufananidzo chaiwo+ uye mumvuri+ wezvinhu zvokudenga; sokupiwa murayiro kwakaitwa Mosesi naMwari+ paakanga ava kuda kugadzira tende rose:+ Nokuti iye anoti: “Ona kuti unogadzira zvinhu zvose maererano nomufananidzo wazvo wawakaratidzwa mugomo.”+ VaHebheru 10:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Nokuti Mutemo zvauri mumvuri+ wezvinhu zvakanaka zvichauya, asi kwete zvinhu zvacho chaizvo, vanhu havangambogoni kuita kuti vaya vanoswedera pedyo vave vakakwana+ nezvibayiro zvakafanana zvavanogara vachipa gore negore.
5 asi vari vanhu vanoita basa dzvene riri mumufananidzo chaiwo+ uye mumvuri+ wezvinhu zvokudenga; sokupiwa murayiro kwakaitwa Mosesi naMwari+ paakanga ava kuda kugadzira tende rose:+ Nokuti iye anoti: “Ona kuti unogadzira zvinhu zvose maererano nomufananidzo wazvo wawakaratidzwa mugomo.”+
10 Nokuti Mutemo zvauri mumvuri+ wezvinhu zvakanaka zvichauya, asi kwete zvinhu zvacho chaizvo, vanhu havangambogoni kuita kuti vaya vanoswedera pedyo vave vakakwana+ nezvibayiro zvakafanana zvavanogara vachipa gore negore.