Johani 14:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Jesu akati kwaari: “Ndini nzira+ nechokwadi+ noupenyu.+ Hapana anouya kuna Baba asi nokwandiri.+ VaHebheru 9:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Naizvozvo zvakanga zvakakodzera kuti mifananidzo chaiyo+ yezvinhu zviri kumatenga icheneswe nenzira idzi,+ asi zvinhu zvokudenga zvicheneswe nezvibayiro zviri nani pane zvibayiro zvakadaro.
23 Naizvozvo zvakanga zvakakodzera kuti mifananidzo chaiyo+ yezvinhu zviri kumatenga icheneswe nenzira idzi,+ asi zvinhu zvokudenga zvicheneswe nezvibayiro zviri nani pane zvibayiro zvakadaro.