VaHebheru 9:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Zvisinei, pakauya Kristu somupristi mukuru+ wezvinhu zvakanaka zvakaitika, akapinda nomutende guru kwazvo uye rakakwana kwazvo risina kugadzirwa nemaoko, kureva kuti, risina kusikwa sezvinhu zvepasi pano,+
11 Zvisinei, pakauya Kristu somupristi mukuru+ wezvinhu zvakanaka zvakaitika, akapinda nomutende guru kwazvo uye rakakwana kwazvo risina kugadzirwa nemaoko, kureva kuti, risina kusikwa sezvinhu zvepasi pano,+