Eksodho 20:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 “Usachiva imba yowokwako. Usachiva mudzimai wowokwako,+ kana murandarume wake kana murandasikana wake, kana nzombe yake kana mbongoro yake, kana chero chinhu chipi zvacho chowokwako.”+
17 “Usachiva imba yowokwako. Usachiva mudzimai wowokwako,+ kana murandarume wake kana murandasikana wake, kana nzombe yake kana mbongoro yake, kana chero chinhu chipi zvacho chowokwako.”+