Tito 3:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 kuti varege kutaura zvinokuvadza pamusoro pomunhu chero upi zvake, kuti varege kurwa,+ kuti vave vanonzwisisa,+ vachiratidza unyoro kuvanhu vose zvizere.+ 1 Petro 3:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 asi ngakuve munhu akavanzika+ womwoyo akapfeka chipfeko chisingaori+ chomudzimu wakanyarara uye munyoro,+ uyo unokosha kwazvo pamberi paMwari.
2 kuti varege kutaura zvinokuvadza pamusoro pomunhu chero upi zvake, kuti varege kurwa,+ kuti vave vanonzwisisa,+ vachiratidza unyoro kuvanhu vose zvizere.+
4 asi ngakuve munhu akavanzika+ womwoyo akapfeka chipfeko chisingaori+ chomudzimu wakanyarara uye munyoro,+ uyo unokosha kwazvo pamberi paMwari.