VaEfeso 6:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 nokuti munoziva kuti chero zvakanaka zvingaitwa nomumwe nomumwe, iye achawanazve izvozvi kubva kuna Jehovha,+ angava ari muranda kana kuti munhu akasununguka.+
8 nokuti munoziva kuti chero zvakanaka zvingaitwa nomumwe nomumwe, iye achawanazve izvozvi kubva kuna Jehovha,+ angava ari muranda kana kuti munhu akasununguka.+