VaEfeso 1:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Tinosunungurwa norudzikinuro neropa+ rake pachishandiswa iye, chokwadi, iko kukanganwirwa+ kwokudarika kwedu, maererano noukuru hwomutsa waMwari usina kukodzera kuwanwa.+
7 Tinosunungurwa norudzikinuro neropa+ rake pachishandiswa iye, chokwadi, iko kukanganwirwa+ kwokudarika kwedu, maererano noukuru hwomutsa waMwari usina kukodzera kuwanwa.+