Zvakazarurwa 3:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 “Nyorera ngirozi yeungano iri muRaodhikiya,+ kuti: Izvi ndizvo zvinhu zvinotaura Ameni,+ chapupu+ chakatendeka+ nechechokwadi,+ wokutanga pane zvakasikwa naMwari,+
14 “Nyorera ngirozi yeungano iri muRaodhikiya,+ kuti: Izvi ndizvo zvinhu zvinotaura Ameni,+ chapupu+ chakatendeka+ nechechokwadi,+ wokutanga pane zvakasikwa naMwari,+