1 VaKorinde 3:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Nokuti hapana munhu anogona kuvaka imwe nheyo+ chero ipi zvayo kunze kweyakatovakwa, iyo iri Jesu Kristu.+ VaEfeso 3:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 kuti Kristu agare mumwoyo menyu nokutenda kwenyu norudo;+ kuti mudzike midzi+ uye musimbiswe panheyo,+
11 Nokuti hapana munhu anogona kuvaka imwe nheyo+ chero ipi zvayo kunze kweyakatovakwa, iyo iri Jesu Kristu.+
17 kuti Kristu agare mumwoyo menyu nokutenda kwenyu norudo;+ kuti mudzike midzi+ uye musimbiswe panheyo,+