2 VaKorinde 11:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Ivo vashumiri vaKristu here? Ndinopindura somunhu anopenga, ini ndinotovapfuura:+ pamabasa kazhinji kwazvo,+ pakuva mujeri kazhinji kwazvo,+ pakurohwa kazhinji kwazvo, pakuva pedyo norufu kazhinji.+ VaEfeso 3:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Ndakaitirwa mutsa uyu usina kukodzera kuwanwa,+ ini munhu muduku kupfuura muduku+ pavatsvene vose, kuti ndizivise mamwe marudzi+ mashoko akanaka pamusoro pepfuma isinganzwisisiki+ yaKristu 2 Timoti 1:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 andakagadzwa kuti ndive muparidzi wawo uye muapostora nomudzidzisi.+
23 Ivo vashumiri vaKristu here? Ndinopindura somunhu anopenga, ini ndinotovapfuura:+ pamabasa kazhinji kwazvo,+ pakuva mujeri kazhinji kwazvo,+ pakurohwa kazhinji kwazvo, pakuva pedyo norufu kazhinji.+
8 Ndakaitirwa mutsa uyu usina kukodzera kuwanwa,+ ini munhu muduku kupfuura muduku+ pavatsvene vose, kuti ndizivise mamwe marudzi+ mashoko akanaka pamusoro pepfuma isinganzwisisiki+ yaKristu