Ruka 8:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Iye akati: “Imi makapiwa kunzwisisa zvakavanzika zvitsvene zvoumambo hwaMwari, asi vamwe vose vanozvipiwa nemifananidzo,+ kuti, kunyange vachitarira, vatarire pasina uye, kunyange vachinzwa, varege kunzwisisa.+ 1 VaKorinde 2:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Asi tinotaura uchenjeri hwaMwari muchakavanzika chitsvene,+ uchenjeri hwakavanzika, hwakafanogadzwa naMwari mamiriro+ ezvinhu epanguva yacho asati avapo kuti isu tikudzwe.
10 Iye akati: “Imi makapiwa kunzwisisa zvakavanzika zvitsvene zvoumambo hwaMwari, asi vamwe vose vanozvipiwa nemifananidzo,+ kuti, kunyange vachitarira, vatarire pasina uye, kunyange vachinzwa, varege kunzwisisa.+
7 Asi tinotaura uchenjeri hwaMwari muchakavanzika chitsvene,+ uchenjeri hwakavanzika, hwakafanogadzwa naMwari mamiriro+ ezvinhu epanguva yacho asati avapo kuti isu tikudzwe.