VaRoma 16:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 asi zvino chakaratidzwa pachena+ uye chakaitwa kuti chizivikanwe nomumagwaro ouprofita pakati pemarudzi ose maererano nomurayiro waMwari asingaperi kuti kuteerera kusimudzirwe pachishandiswa kutenda;+
26 asi zvino chakaratidzwa pachena+ uye chakaitwa kuti chizivikanwe nomumagwaro ouprofita pakati pemarudzi ose maererano nomurayiro waMwari asingaperi kuti kuteerera kusimudzirwe pachishandiswa kutenda;+