RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ezekieri 37:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 ‘Ndichaisa mudzimu wangu mukati menyu, uye muchava vapenyu,+ ndichaita kuti mugare munyika yenyu; uye muchaziva kuti ini Jehovha, ndazvitaura uye ndazviita,’ ndizvo zvinotaura Jehovha.”+

  • 1 Johani 3:24
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 24 Zvakare, uyo anochengeta mirayiro yake anoramba ari pamwe naye, uye iye ari pamwe nomunhu akadaro;+ neizvi tinoziva kuti ari kuramba ari pamwe nesu,+ nokuda kwomudzimu+ waakatipa.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe