Mabasa 1:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 vakati: “Varume vokuGarireya, makamirirei makatarira kudenga? Uyu Jesu akwidzwa kudenga achibva kwamuri achauya saizvozvo+ sokumuona kwamaita achienda kudenga.”
11 vakati: “Varume vokuGarireya, makamirirei makatarira kudenga? Uyu Jesu akwidzwa kudenga achibva kwamuri achauya saizvozvo+ sokumuona kwamaita achienda kudenga.”