1 VaTesaronika 2:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Nokuti hama, makava vatevedzeri veungano dzaMwari dziri muJudhiya dziri pamwe naKristu Jesu, nokuti imi makatangawo kutambura+ zvinhu zviri kuitwa nevanhu vomunyika yenyu izvo ivowo vari kutambura zvichiitwa nevaJudha,
14 Nokuti hama, makava vatevedzeri veungano dzaMwari dziri muJudhiya dziri pamwe naKristu Jesu, nokuti imi makatangawo kutambura+ zvinhu zviri kuitwa nevanhu vomunyika yenyu izvo ivowo vari kutambura zvichiitwa nevaJudha,