Mateu 25:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 “Mwanakomana womunhu+ paanosvika achibwinya, aine ngirozi dzose,+ achabva agara pachigaro chake choumambo chinobwinya.+ Mako 8:38 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 38 Nokuti munhu wose anonyara ini nemashoko angu muchizvarwa ichi choupombwe chinotadza, Mwanakomana womunhu achamunyarawo+ paanosvika ari mukubwinya kwaBaba vake aine ngirozi tsvene.”+ Judha 14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Chokwadi, Inoki,+ wechinomwe mumutsara kubva kuna Adhamu, akaprofitawo pamusoro pavo, paakati: “Tarirai! Jehovha akauya nemakumi ake ezviuru zvengirozi tsvene,+
31 “Mwanakomana womunhu+ paanosvika achibwinya, aine ngirozi dzose,+ achabva agara pachigaro chake choumambo chinobwinya.+
38 Nokuti munhu wose anonyara ini nemashoko angu muchizvarwa ichi choupombwe chinotadza, Mwanakomana womunhu achamunyarawo+ paanosvika ari mukubwinya kwaBaba vake aine ngirozi tsvene.”+
14 Chokwadi, Inoki,+ wechinomwe mumutsara kubva kuna Adhamu, akaprofitawo pamusoro pavo, paakati: “Tarirai! Jehovha akauya nemakumi ake ezviuru zvengirozi tsvene,+