Johani 3:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Zvino kutongwa kunobva pachinhu ichi, kuti chiedza+ chakauya munyika+ asi vanhu vakada rima panzvimbo pechiedza,+ nokuti mabasa avo akanga akaipa. VaRoma 1:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Nokuti hasha dzaMwari+ dziri kuratidzwa dzichibva kudenga kuzorwisa kusada Mwari kwose uye kusarurama+ kwevanhu vaya vari kudzivisa chokwadi+ nenzira isina kururama,+
19 Zvino kutongwa kunobva pachinhu ichi, kuti chiedza+ chakauya munyika+ asi vanhu vakada rima panzvimbo pechiedza,+ nokuti mabasa avo akanga akaipa.
18 Nokuti hasha dzaMwari+ dziri kuratidzwa dzichibva kudenga kuzorwisa kusada Mwari kwose uye kusarurama+ kwevanhu vaya vari kudzivisa chokwadi+ nenzira isina kururama,+