1 Petro 4:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Nokuti yava nguva yakatarwa yokuti kutonga kutange neimba yaMwari.+ Zvino kana kukatanga nesu,+ kuguma kwevaya vasingateereri mashoko akanaka aMwari kuchange kwakadini?+
17 Nokuti yava nguva yakatarwa yokuti kutonga kutange neimba yaMwari.+ Zvino kana kukatanga nesu,+ kuguma kwevaya vasingateereri mashoko akanaka aMwari kuchange kwakadini?+