Mabasa 28:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Vamwe vakatanga kutenda+ zvinhu zvakataurwa; vamwe vakanga vasingatendi.+ VaRoma 10:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Kunyange zvakadaro, havasi vose vakateerera mashoko akanaka.+ Nokuti Isaya anoti: “Jehovha, ndiani akatenda muchinhu chakanzwiwa kwatiri?”+
16 Kunyange zvakadaro, havasi vose vakateerera mashoko akanaka.+ Nokuti Isaya anoti: “Jehovha, ndiani akatenda muchinhu chakanzwiwa kwatiri?”+