1 VaTesaronika 4:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Nokuti munoziva mirayiro+ yatakakupai nokuna Ishe Jesu. 1 Timoti 6:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Rayira vaya vakapfuma+ mumamiriro ezvinhu epanguva ino kuti varege kuzvikudza,+ uye kuti vasaise tariro yavo papfuma isingagoni kuvimbwa nayo,+ asi pana Mwari, anotipa zvinhu zvose kwazvo kuti tifare;+ Tito 1:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Ndakakusiya muKrete+ nokuda kwechikonzero ichi, kuti ururamise zvinhu zvakanga zvisina kururama uye kuti ugadze+ varume vakuru muguta rimwe nerimwe, sezvandakakurayira;+
17 Rayira vaya vakapfuma+ mumamiriro ezvinhu epanguva ino kuti varege kuzvikudza,+ uye kuti vasaise tariro yavo papfuma isingagoni kuvimbwa nayo,+ asi pana Mwari, anotipa zvinhu zvose kwazvo kuti tifare;+
5 Ndakakusiya muKrete+ nokuda kwechikonzero ichi, kuti ururamise zvinhu zvakanga zvisina kururama uye kuti ugadze+ varume vakuru muguta rimwe nerimwe, sezvandakakurayira;+