Revhitiko 19:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 “‘Usavenga hama yako mumwoyo mako.+ Unotofanira kutsiura mumwe wako,+ kuti urege kuva nechivi saiye. VaRoma 16:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Zvino ndinokurayirai, hama, kuti muchenjerere vaya vanoita kuti pave nokupesana+ uye pave nezvinhu zvinogumbura zvakasiyana nedzidziso+ dzamakadzidza, musiyane navo.+
17 “‘Usavenga hama yako mumwoyo mako.+ Unotofanira kutsiura mumwe wako,+ kuti urege kuva nechivi saiye.
17 Zvino ndinokurayirai, hama, kuti muchenjerere vaya vanoita kuti pave nokupesana+ uye pave nezvinhu zvinogumbura zvakasiyana nedzidziso+ dzamakadzidza, musiyane navo.+