VaRoma 16:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Zvino ndinokurayirai, hama, kuti muchenjerere vaya vanoita kuti pave nokupesana+ uye pave nezvinhu zvinogumbura zvakasiyana nedzidziso+ dzamakadzidza, musiyane navo.+ 1 VaKorinde 5:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Asi zvino ndiri kukunyorerai kuti murege kufambidzana+ nomunhu wose anonzi hama iye ari chifeve kana munhu anokara+ kana anonamata zvidhori kana anotuka kana chidhakwa+ kana gororo, musambodya nomunhu akadaro. Tito 3:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Kana ari munhu anoparadzira dzidziso dzenhema,+ usashamwaridzana+ naye pashure pokunge wamurayira kekutanga nekechipiri;+ 2 Johani 10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Kana munhu akauya kwamuri, akasaunza dzidziso iyi, musambomugamuchira mudzimba dzenyu+ kana kumukwazisa.+
17 Zvino ndinokurayirai, hama, kuti muchenjerere vaya vanoita kuti pave nokupesana+ uye pave nezvinhu zvinogumbura zvakasiyana nedzidziso+ dzamakadzidza, musiyane navo.+
11 Asi zvino ndiri kukunyorerai kuti murege kufambidzana+ nomunhu wose anonzi hama iye ari chifeve kana munhu anokara+ kana anonamata zvidhori kana anotuka kana chidhakwa+ kana gororo, musambodya nomunhu akadaro.
10 Kana ari munhu anoparadzira dzidziso dzenhema,+ usashamwaridzana+ naye pashure pokunge wamurayira kekutanga nekechipiri;+
10 Kana munhu akauya kwamuri, akasaunza dzidziso iyi, musambomugamuchira mudzimba dzenyu+ kana kumukwazisa.+