2 Timoti 2:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Varume ivava vakatsauka pachokwadi,+ vachiti kumuka kwakatoitika;+ uye vari kuparadza kutenda kwevamwe.+
18 Varume ivava vakatsauka pachokwadi,+ vachiti kumuka kwakatoitika;+ uye vari kuparadza kutenda kwevamwe.+