Tito 1:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 asi munguva dzake dzakakodzera akaita kuti shoko rake riratidzwe pachena nokuparidza kwandakaronzeswa,+ ndarayirwa noMuponesi wedu,+ iye Mwari; Judha 25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 iye Mwari mumwe chete Muponesi+ wedu achishandisa Jesu Kristu+ Ishe wedu, ngaave nokubwinya,+ uchangamire, simba+ nechiremera+ mukusingagumi kwose+ kwakapfuura, zvino uye nokusingagumi kwose.+ Ameni.+
3 asi munguva dzake dzakakodzera akaita kuti shoko rake riratidzwe pachena nokuparidza kwandakaronzeswa,+ ndarayirwa noMuponesi wedu,+ iye Mwari;
25 iye Mwari mumwe chete Muponesi+ wedu achishandisa Jesu Kristu+ Ishe wedu, ngaave nokubwinya,+ uchangamire, simba+ nechiremera+ mukusingagumi kwose+ kwakapfuura, zvino uye nokusingagumi kwose.+ Ameni.+