VaGaratiya 3:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Saka, nei Mutemo wakavapo? Wakawedzerwa kuti kudarika kuiswe pachena,+ kusvikira mwana achisvika,+ uyo akanga aitirwa chipikirwa chacho; uye mutemo wacho wakapiwa nokungirozi+ pachishandiswa ruoko rwomurevereri.+
19 Saka, nei Mutemo wakavapo? Wakawedzerwa kuti kudarika kuiswe pachena,+ kusvikira mwana achisvika,+ uyo akanga aitirwa chipikirwa chacho; uye mutemo wacho wakapiwa nokungirozi+ pachishandiswa ruoko rwomurevereri.+