RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Zvirevo 15:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 Mhinduro, kana iri nyoro, inodzora kutsamwa,+ asi shoko rinorwadza rinomutsa hasha.+

  • Mateu 5:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 “Vanofara vanyoro,+ nokuti vachagara nhaka yenyika.+

  • VaGaratiya 5:22
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 22 Asi chibereko+ chomudzimu rudo, mufaro, rugare, mwoyo murefu, mutsa, runako,+ kutenda,

  • VaKorose 3:12
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 12 Naizvozvo, sevanhu vaMwari vakasarudzwa,+ vatsvene uye vanodiwa, pfekai rudo rukuru rwokunzwira vamwe tsitsi,+ mutsa, pfungwa dzinozvininipisa,+ unyoro,+ nomwoyo murefu.+

  • 1 Petro 3:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 Asi tsvenesai Kristu saShe mumwoyo menyu,+ muchigara makagadzirira kuzvidzivirira+ kune munhu wose anokubvunzai chikonzero chetariro iri mamuri, asi muchiita izvozvo nounyoro+ noruremekedzo rukuru.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe