Johani 18:36 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 36 Jesu akapindura kuti:+ “Umambo hwangu hahusi hwenyika ino.+ Kudai umambo hwangu hwaiva hwenyika ino, vashumiri vangu vangadai varwa+ kuti ndirege kuiswa kuvaJudha. Asi, sezvazviri, umambo hwangu hahubvi panyika ino.” Johani 19:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Jesu akamupindura kuti: “Waisazombova nesimba pandiri kudai usina kuripiwa kubva kumusoro.+ Ndokusaka munhu andigamuchidza kwauri aine chivi chikuru kwazvo.”
36 Jesu akapindura kuti:+ “Umambo hwangu hahusi hwenyika ino.+ Kudai umambo hwangu hwaiva hwenyika ino, vashumiri vangu vangadai varwa+ kuti ndirege kuiswa kuvaJudha. Asi, sezvazviri, umambo hwangu hahubvi panyika ino.”
11 Jesu akamupindura kuti: “Waisazombova nesimba pandiri kudai usina kuripiwa kubva kumusoro.+ Ndokusaka munhu andigamuchidza kwauri aine chivi chikuru kwazvo.”