Pisarema 10:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Jehovha ndiMambo nokusingagumi kunyange nokusingaperi.+Marudzi akaparara munyika yake.+ Pisarema 29:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Jehovha agere pamusoro pemafashamo;+Jehovha anogara samambo nokusingagumi.+ Dhanieri 6:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Ini ndatema murayiro+ wokuti, munzvimbo yose inotongwa noumambo hwangu, vanhu vabvunde uye vatye Mwari waDhanieri.+ Nokuti ndiye Mwari mupenyu, anogara nokusingagumi,+ umambo hwake+ hahuzoparadzwi,+ uye kutonga kwake kuripo nokusingaperi.+ Zvakazarurwa 15:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Vaiimba rwiyo rwaMosesi+ muranda waMwari norwiyo rweGwayana,+ vachiti: “Jehovha Mwari, Wemasimbaose,+ mabasa enyu makuru uye anoshamisa.+ Nzira dzenyu dzakarurama uye ndedzechokwadi,+ imi Mambo asingagumi.+
26 Ini ndatema murayiro+ wokuti, munzvimbo yose inotongwa noumambo hwangu, vanhu vabvunde uye vatye Mwari waDhanieri.+ Nokuti ndiye Mwari mupenyu, anogara nokusingagumi,+ umambo hwake+ hahuzoparadzwi,+ uye kutonga kwake kuripo nokusingaperi.+
3 Vaiimba rwiyo rwaMosesi+ muranda waMwari norwiyo rweGwayana,+ vachiti: “Jehovha Mwari, Wemasimbaose,+ mabasa enyu makuru uye anoshamisa.+ Nzira dzenyu dzakarurama uye ndedzechokwadi,+ imi Mambo asingagumi.+