RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • VaHebheru 8:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 Asi zvino Jesu akawana basa rinoitirwa vanhu vose rakatonyanya kunaka, zvokuti ndiyewo murevereri+ wesungano yakafanana iri nani,+ yakasimbiswa zviri pamutemo pazvipikirwa+ zviri nani.

  • VaHebheru 9:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 Naizvozvo ndokusaka Kristu ari murevereri+ wesungano itsva, kuitira kuti vaya vakadanwa vagamuchire chipikirwa chenhaka isingaperi,+ nokuti iye akafira kuti vasunungurwe norudzikinuro+ pakudarika kwaiitwa musungano yokutanga.+

  • VaHebheru 12:24
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 24 naJesu murevereri+ wesungano itsva,+ neropa rokusasa,+ rinotaura zviri nani kupfuura ropa raAbheri.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe