Dheuteronomi 21:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 “Kana munhu aine mwanakomana akasindimara uye anopandukira,+ asingateereri inzwi rababa vake kana inzwi raamai vake,+ uye ivo vakamururamisa asi iye asingavateereri,+ Zvirevo 30:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Ziso rinonyomba baba nerinozvidza kuteerera amai+—richatodogorwa nemakunguo omumupata une rukova uye vana vegondo vacharidya. VaEfeso 6:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 “Kudza baba vako naamai vako”;+ uyo uri murayiro wokutanga une chipikirwa chokuti:+
18 “Kana munhu aine mwanakomana akasindimara uye anopandukira,+ asingateereri inzwi rababa vake kana inzwi raamai vake,+ uye ivo vakamururamisa asi iye asingavateereri,+
17 Ziso rinonyomba baba nerinozvidza kuteerera amai+—richatodogorwa nemakunguo omumupata une rukova uye vana vegondo vacharidya.