Mika 3:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Imi munovenga zvakanaka+ muchida zvakaipa,+ munobvisa vanhu ganda ravo nenyama yavo pamapfupa avo;+
2 Imi munovenga zvakanaka+ muchida zvakaipa,+ munobvisa vanhu ganda ravo nenyama yavo pamapfupa avo;+