2 VaKorinde 6:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Musasungwa zvisina kukodzera pajoko nevasingatendi.+ Nokuti kururama kune ushamwari hwei nokusateerera mutemo?+ Kana kuti chiedza chine mugove wei nerima?+ 2 VaTesaronika 3:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Zvino, hama, tiri kukurayirai+ muzita raShe Jesu Kristu, kuti mubve+ pahama imwe neimwe inofamba zvisina kukodzera+ uye zvisingaenderani netsika yamakagamuchira kwatiri.+
14 Musasungwa zvisina kukodzera pajoko nevasingatendi.+ Nokuti kururama kune ushamwari hwei nokusateerera mutemo?+ Kana kuti chiedza chine mugove wei nerima?+
6 Zvino, hama, tiri kukurayirai+ muzita raShe Jesu Kristu, kuti mubve+ pahama imwe neimwe inofamba zvisina kukodzera+ uye zvisingaenderani netsika yamakagamuchira kwatiri.+