Mabasa 13:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Asi Erimasi muroyi (chaizvoizvo, iwayo ndiwo mashandurirwo anoitwa zita rake) akatanga kuvapikisa,+ achitsvaka kuti mutongi wacho woruwa arege kutenda.
8 Asi Erimasi muroyi (chaizvoizvo, iwayo ndiwo mashandurirwo anoitwa zita rake) akatanga kuvapikisa,+ achitsvaka kuti mutongi wacho woruwa arege kutenda.