40 Chegumi chechiyero cheefa yefurawa yakatsetseka+ yakakanyiwa nemafuta akaita zvokudzvurwa anokwana chikamu chimwe chete pazvikamu zvina zvehini, nechinopiwa chinonwiwa+ chewaini chinokwana chikamu chimwe chete pazvikamu zvina zvehini, zvichava zvegondohwe duku rokutanga.