VaFiripi 1:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Ndinomanikidzwa nezvinhu zviviri izvi;+ asi zvandinoda ndiko kusunungurwa uye kuva pamwe chete naKristu,+ nokuti izvi, chokwadi, zviri nani zvikuru.+
23 Ndinomanikidzwa nezvinhu zviviri izvi;+ asi zvandinoda ndiko kusunungurwa uye kuva pamwe chete naKristu,+ nokuti izvi, chokwadi, zviri nani zvikuru.+