Mabasa 23:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Asi usiku hwakatevera Ishe akamira pedyo naye,+ akati: “Shinga kwazvo!+ Nokuti zvawave uchipupura kwazvo+ pamusoro pezvinhu zvine chokuita neni muJerusarema, naizvozvo unofanirawo kunopupura muRoma.”+ Mabasa 27:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Nokuti usiku huno ngirozi+ yaMwari wangu wandinoitira basa dzvene+ yamira pedyo neni,
11 Asi usiku hwakatevera Ishe akamira pedyo naye,+ akati: “Shinga kwazvo!+ Nokuti zvawave uchipupura kwazvo+ pamusoro pezvinhu zvine chokuita neni muJerusarema, naizvozvo unofanirawo kunopupura muRoma.”+