1 VaKorinde 9:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Ndiani anomboshanda somurwi achizvibhadharira zvaanoda? Ndiani anodyara munda wemizambiringa akasadya zvibereko zvawo?+ Kana kuti ndiani anofudza boka rezvipfuwo akasadyawo mumwe mukaka weboka racho rezvipfuwo?+
7 Ndiani anomboshanda somurwi achizvibhadharira zvaanoda? Ndiani anodyara munda wemizambiringa akasadya zvibereko zvawo?+ Kana kuti ndiani anofudza boka rezvipfuwo akasadyawo mumwe mukaka weboka racho rezvipfuwo?+