1 Timoti 6:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Nokuti vachishamisira nezivo yakadaro, vamwe vakatsauka pakutenda.+ Mutsa usina kukodzera kuwanwa ngauve nemi.
21 Nokuti vachishamisira nezivo yakadaro, vamwe vakatsauka pakutenda.+ Mutsa usina kukodzera kuwanwa ngauve nemi.