1 Timoti 6:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Zvisinei, haiwa iwe munhu waMwari, tiza zvinhu izvi.+ Asi tevera kururama, kuzvipira kuna Mwari, kutenda, rudo, kutsungirira, unyoro.+
11 Zvisinei, haiwa iwe munhu waMwari, tiza zvinhu izvi.+ Asi tevera kururama, kuzvipira kuna Mwari, kutenda, rudo, kutsungirira, unyoro.+