2 VaKorinde 13:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Ndakambotaura kare uye, sokunge kuti ndiripo kechipiri asi ini ndisipo zvino, ndinofanotaura kune vaya vakambotadza uye kune vamwe vose, kuti kana ndikauyazve handizoregi chero munhu upi zvake,+ 2 Timoti 4:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 kuti paridza shoko,+ shingaira kuriparidza mumwaka wakakodzera,+ mumwaka unotambudza,+ tsiura,+ ranga, rayira, nomwoyo murefu+ nounyanzvi hwokudzidzisa.
2 Ndakambotaura kare uye, sokunge kuti ndiripo kechipiri asi ini ndisipo zvino, ndinofanotaura kune vaya vakambotadza uye kune vamwe vose, kuti kana ndikauyazve handizoregi chero munhu upi zvake,+
2 kuti paridza shoko,+ shingaira kuriparidza mumwaka wakakodzera,+ mumwaka unotambudza,+ tsiura,+ ranga, rayira, nomwoyo murefu+ nounyanzvi hwokudzidzisa.