Mateu 20:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Zvakafanana noMwanakomana womunhu asina kuuya kuzoshumirwa, asi kuzoshumira+ nokupa mweya wake kuti uve rudzikinuro mukutsinhana nevazhinji.”+ 1 Timoti 2:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 akazvipa kuti ave rudzikinuro runoenzanirana navose+—izvi ndizvo zvichapupurirwa panguva yazvo chaiyo. 1 Petro 1:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Asi neropa rinokosha,+ rakafanana neregwayana risina gwapa uye risina ruvara,+ iro raKristu.+
28 Zvakafanana noMwanakomana womunhu asina kuuya kuzoshumirwa, asi kuzoshumira+ nokupa mweya wake kuti uve rudzikinuro mukutsinhana nevazhinji.”+
6 akazvipa kuti ave rudzikinuro runoenzanirana navose+—izvi ndizvo zvichapupurirwa panguva yazvo chaiyo.