VaGaratiya 1:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Iye akazvipa nokuda kwezvivi zvedu+ kuti atinunure mumamiriro ezvinhu akaipa epanguva ino+ maererano nokuda+ kwaMwari wedu naBaba vedu, VaEfeso 1:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Tinosunungurwa norudzikinuro neropa+ rake pachishandiswa iye, chokwadi, iko kukanganwirwa+ kwokudarika kwedu, maererano noukuru hwomutsa waMwari usina kukodzera kuwanwa.+ VaKorose 1:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 anoshandiswa kutisunungura norudzikinuro, iko kukanganwirwa kwezvivi zvedu.+
4 Iye akazvipa nokuda kwezvivi zvedu+ kuti atinunure mumamiriro ezvinhu akaipa epanguva ino+ maererano nokuda+ kwaMwari wedu naBaba vedu,
7 Tinosunungurwa norudzikinuro neropa+ rake pachishandiswa iye, chokwadi, iko kukanganwirwa+ kwokudarika kwedu, maererano noukuru hwomutsa waMwari usina kukodzera kuwanwa.+