Dheuteronomi 7:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Nokuti iwe uri rudzi rutsvene kuna Jehovha Mwari wako.+ Ndiwe wakasarudzwa naJehovha Mwari wako kuti uve rudzi rwake, pfuma chaiyo, pakati pemarudzi ose ari pamusoro penyika.+ 1 Petro 2:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Asi imi muri “dzinza rakasarudzwa, upristi hwoumambo, rudzi rutsvene,+ vanhu vake chaivo,+ kuti muzivise kwose kwose kunaka”+ kwouya akakudanai kuti mubve murima mupinde muchiedza chake chinoshamisa.+
6 Nokuti iwe uri rudzi rutsvene kuna Jehovha Mwari wako.+ Ndiwe wakasarudzwa naJehovha Mwari wako kuti uve rudzi rwake, pfuma chaiyo, pakati pemarudzi ose ari pamusoro penyika.+
9 Asi imi muri “dzinza rakasarudzwa, upristi hwoumambo, rudzi rutsvene,+ vanhu vake chaivo,+ kuti muzivise kwose kwose kunaka”+ kwouya akakudanai kuti mubve murima mupinde muchiedza chake chinoshamisa.+