2 Timoti 2:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Asi muranda waShe haafaniri kurwa,+ asi anofanira kuva norupfave kuna vose,+ anokwanisa kudzidzisa,+ anoramba achizvidzora pakuitirwa zvakaipa,+
24 Asi muranda waShe haafaniri kurwa,+ asi anofanira kuva norupfave kuna vose,+ anokwanisa kudzidzisa,+ anoramba achizvidzora pakuitirwa zvakaipa,+