Pisarema 110:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 110 Jehovha akati kunaShe wangu:+“Gara kuruoko rwangu rworudyi+Kusvikira ndaita kuti vavengi vako vave sechitsiko chetsoka dzako.”+ Mabasa 2:33 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 33 Naizvozvo nokuti akakwidziridzwa kuruoko rworudyi rwaMwari,+ akagamuchira mudzimu mutsvene wakapikirwa kubva kuna Baba,+ adurura izvi zvamuri kuona nokunzwa. Mabasa 7:55 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 55 Asi iye, azere nomudzimu mutsvene, akanyatsotarira kudenga, akaona kubwinya kwaMwari nokwaJesu amire kuruoko rworudyi rwaMwari,+ VaRoma 8:34 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 34 Ndiani achapa mhosva? Kristu Jesu ndiye akafa, chokwadi, uya akamutswa kubva kuvakafa, ari kuruoko rworudyi+ rwaMwari, uye anotiteterererawo.+ VaKorose 3:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Zvisinei, kana makamutswa+ pamwe chete naKristu, rambai muchitsvaka zvinhu zviri kumusoro,+ uko Kristu agere kuruoko rworudyi rwaMwari.+
110 Jehovha akati kunaShe wangu:+“Gara kuruoko rwangu rworudyi+Kusvikira ndaita kuti vavengi vako vave sechitsiko chetsoka dzako.”+
33 Naizvozvo nokuti akakwidziridzwa kuruoko rworudyi rwaMwari,+ akagamuchira mudzimu mutsvene wakapikirwa kubva kuna Baba,+ adurura izvi zvamuri kuona nokunzwa.
55 Asi iye, azere nomudzimu mutsvene, akanyatsotarira kudenga, akaona kubwinya kwaMwari nokwaJesu amire kuruoko rworudyi rwaMwari,+
34 Ndiani achapa mhosva? Kristu Jesu ndiye akafa, chokwadi, uya akamutswa kubva kuvakafa, ari kuruoko rworudyi+ rwaMwari, uye anotiteterererawo.+
3 Zvisinei, kana makamutswa+ pamwe chete naKristu, rambai muchitsvaka zvinhu zviri kumusoro,+ uko Kristu agere kuruoko rworudyi rwaMwari.+