Eksodho 16:35 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 35 Vanakomana vaIsraeri vakadya mana kwemakore makumi mana,+ kusvikira vasvika kunyika yaigarwa nevanhu.+ Vakadya mana kusvikira vasvika kumuganhu wenyika yeKenani.+ Numeri 32:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Naizvozvo Jehovha akatsamwira Israeri kwazvo, akaita kuti vadzungaire murenje kwemakore makumi mana,+ kusvikira chizvarwa chose chaiita zvakaipa pamberi paJehovha chapera.+ Dheuteronomi 8:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Unofanira kuyeuka nzira yose yawakafambiswa nayo naJehovha Mwari wako kwemakore aya makumi mana murenje,+ kuti akuninipise,+ kuti akuedze,+ kuti azive zvaiva mumwoyo mako,+ kana waizochengeta mirayiro yake kana kuti kwete. Pisarema 95:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Madzitateguru enyu paakandiedza;+Akandiongorora, akaonawo basa rangu.+
35 Vanakomana vaIsraeri vakadya mana kwemakore makumi mana,+ kusvikira vasvika kunyika yaigarwa nevanhu.+ Vakadya mana kusvikira vasvika kumuganhu wenyika yeKenani.+
13 Naizvozvo Jehovha akatsamwira Israeri kwazvo, akaita kuti vadzungaire murenje kwemakore makumi mana,+ kusvikira chizvarwa chose chaiita zvakaipa pamberi paJehovha chapera.+
2 Unofanira kuyeuka nzira yose yawakafambiswa nayo naJehovha Mwari wako kwemakore aya makumi mana murenje,+ kuti akuninipise,+ kuti akuedze,+ kuti azive zvaiva mumwoyo mako,+ kana waizochengeta mirayiro yake kana kuti kwete.